Текстов песен в базе: 1 278 222
Asina Ndiani

Asina Ndiani

Oliver 'Tuku' Mtukudzi

Текст песни

Inga amai vaiti munhu munhu chete
(Munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
Ndiamai vaiti munhu chete
(Munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
Asina kubarwa ndianiko, munhu munhu chete
(Munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
Asina kubarwa ndianiko, munhu munhu chete
(Munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
Rega kutsvinya mwanangu, munhu chete
(Munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
Kana chirema, munhu chete
(Munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
Asina kubarwa ndianiko, munhu munhu chete
(Munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
Asina kubarwa ndianiko, munhu munhu chete
(Munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
Apfume seiko, munhu munhu chete
(Munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
Nyangwe murombo, asina kubarwa ndiani
(Munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
Kana kapfupi, asina kubarwa ndiani
(Munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
Asina kubarwa ndianiko, munhu munhu chete
(Munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
Inga amai vaiti munhu munhu chete
(Munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
Ndaonde seiko, munhu munhu chete
(Munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
Nyangwe chikobvu, asina kubarwa ndiani
(Munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
Asina kubarwa ndianiko, munhu munhu chete
(Munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
Поделиться ссылкой:
Короткая ссылка: https://tekstpesni.ru/s/6WkC

Тексты других песен исполнителя

© 2017–2025 Тексты песен
Все тексты песен на сайте размещены пользователями, редакцией или собраны из открытых источников.
При копировании материалов ссылка на сайт обязательна.
Связаться
Уважаемые обладатели прав на музыку! На сайте не выкладывается музыка, ее нельзя скачать, послушать и тому подобное.